Mutumwa waMwari waronda tsoka dzaJesu Kristu ndiPaul Mwazha

Mutumwa waMwari waronda tsoka dzaJesu Kristu ndiPaul Mwazha. Dombo reSion ndiPaul Mwazha..

Mutumwa waMwari waronda Tsoka dzaJesu Kristu ndiPaul Mwazha. X2

(Waronda Tsoka idombo reSion) CHORUS

Idombo reSion Paul Mwazha X5

PaGuvambwa, Ndarikure kana paWinterveldt. X2

Idombo reSion paGuvambwa, X2
Idombo reSion paWinterveldt, X2
Idombo reSion Ndarikure, X2
Idombo reSion Tinomutevera X2

Mutumwa waMwari waronda Tsoka dzaJesu Kristu ndiPaul Mwazha. X2

Idombo reSion Paul Mwazha X5

PaGuvambwa, Ndarikure kana paWinterveldt. X2

Ishe Jesu paGuvambwa, X2
Ishe Jesu paWinterveldt, X2
Ishe Jesu Ndarikure X2
Ishe Jesu Tinomutevera X2

Advertisements